Welcome to MyBunny.TV - Your Gateway to Unlimited Entertainment!

Enjoy 6,000+ Premium HD Channels, thousands of movies & series, and experience lightning-fast instant activation.
Reliable, stable, and built for the ultimate streaming experience - no hassles, just entertainment!

MyBunny.TV – Cheaper Than Cable • Up to 35% Off Yearly Plans • All NFL, ESPN, PPV Events Included 🐰

Join the fastest growing IPTV community today and discover why everyone is switching to MyBunny.TV!

Start Watching Now
Jah Prayzah
Tsotsi
[Intro: Jah Prayzah]
Ibva munzira ndidarike, soja risimuke!
Nyangwe ukandizvonda, hany’a naniko?
Wakuvarira mukati, asi wazvinzwa tsotsi
Nyangwe ukandizvonda, hany’a naniko?

[Chorus: Jah Prayzah]
Maziso piriviri, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
Kuzvivesera moto, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
Makandivavarira, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
Chipfuva kunge shato, magumbuka
Chiiko? Handikendenge

[Verse 1: Jah Prayzah]
Vanditarisisa, kumusoro nekuzasi
Ndikati nzvee, ndikati nzvee, pfumo rikabaya pasi
Handiverengeri poshi, shoko rangu harivhikwi
Vamwe vanobheja mari voda kundidyara kunge mhodzi

[Refrain: Jah Prayzah]
Pondai pondai kani, pondai pondai zvenyu
Pondai pondai kani, pondai pondai zvenyu
[Chorus: Jah Prayzah]
Maziso piriviri, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
Kuzvivesera moto, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
Makandivavarira, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
Chipfuva kunge shato, magumbuka
Chiiko? Handikendenge

[Verse 2: Jah Prayzah]
Vanofarira kumora pasina nyuchi dzinoruma, dai hupenyu hwaidaro eh eh eh, zvaifamba!
Vanonokora dzemarema, sare mhuri dzichichema, dai Mwari maitonga mbavha zvaifamba
Vanofarira kumora pasina nyuchi dzinoruma, dai hupenyu hwaidaro eh eh eh, zvaifamba!
Vanonokora dzemarema, sare mhuri dzichichema, dai Mwari maitonga mbavha zvaifamba

[Chorus: Jah Prayzah]
Maziso piriviri, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
Kuzvivesera moto, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
Makandivavarira, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
Chipfuva kunge shato, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
[Bridge: Jah Prayzah]
Ibva munzira ndidarike, soja risimuke!
Nyangwe ukandizvonda, hany’a naniko?
Wakuvarira mukati, asi wazvinzwa tsotsi
Nyangwe ukandizvonda, hany’a naniko?

[Chorus: Jah Prayzah]
Maziso piriviri, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
Kuzvivesera moto, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
Makandivavarira, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
Kuzvivesera moto, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
Makandivavarira, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
Makandivavarira, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
Makandivavarira, magumbuka
Chiiko? Handikendenge
Makandivavarira, magumbuka
Chiiko? Handikendenge

[Verse 2: Jah Prayzah]
Vanofarira kumora pasina nyuchi dzinoruma, dai hupenyu hwaidaro eh eh eh, zvaifamba!
Vanonokora dzemarema, sare mhuri dzichichema, dai Mwari maitonga mbavha zvaifamba
Vanofarira kumora pasina nyuchi dzinoruma, dai hupenyu hwaidaro eh eh eh, zvaifamba!
Vanonokora dzemarema, sare mhuri dzichichema, dai Mwari maitonga mbavha
[Jah Prayzah]
Munya Vialy, Keen Mushapaidze, Josh Hozheri, Silent Killer, Dual Sim, Mradha! Kudzi Savanhu, Tich Mharadze, naSlimmaz!